Boost

ZVIREHWAREHWA

Unogona kuwana utachiona hweHIV nekuita bonyora.

Mukomana ane mubvunzo.

Chokwadi

Utachiona hweHIV unofanira kubva kune mumwe munhu uchienda kune mumwe. Kana uchiita bonyora, uye usingarare nemumwe munhu, haugone kubata utachiona hweHIV.