Boost

ZVIREHWAREHWA

Utachiona hweHIV hwakagadzirwa nevanhu muma labhoritori ezvesainzi.

Utachiona.

Chokwadi

Hutachiona hweHIV utachiona. Haina kugadzirwa nevanhu asi yakashanduka nekufamba kwenguva, kubva kuhutachiona hunobata zvimpanzi netsoko.