Boost

ZVIREHWAREHWA

Kukanganwa kunwa mushonga wako hakukanganise hutano hwako.

Mukomana achikanganwa ART.

Chokwadi

Kuteveredzera mishonga yako yemaAntiretroviral (ART) kunoita kuti ugare uine hutano wakanaka uye kuchengetedza masoja emuviri wako. Kana ukagara uchipotsa mishonga yako, unogona kuwana hutachiona husingaonekwe, uye unogona sawirirana nemishonga yeutachiona hweHIV.