Boost

ZVIREHWAREHWA

Kurapwa kweAntiretroviral kwakaipa muhutano hwako.

Mukomana anorwara.

Chokwadi

Mishonga yemaAntiretroviral inoita kuti ugare wakagwinya uye inodzivirira masoja emuviri wako. Pasina izvozvo unorwara zvakanyanya. Kana maARV ako ari kuita kuti usanzwe zvakanaka, udza mushandi wako wezvehutano. Vanogona kukubatsira kuwana mhinduro.