Boost

ZVIREHWAREHWA

Zvakanaka kutora mishonga yemakwenzi akawanda kana uine utachiona hweHIV.

Mapiritsi asingazivikanwi.

Chokwadi

Iwe unofanirwa kutaura nachiremba wako nezve chero mishonga yemakwenzi kana imwe inokubetsera yaunotora. Zvimwe zvacho zvinogona kudyidzana nemishonga yako yeutachiona hweHIV zvobva zvakanganisa hutano hwako.