Boost

ZVIREHWAREHWA

Kufungisisa kunongovewo kuvharidzira nungo.

Sleepy girl.

Chokwadi

Pane chipi zvacho kana pachii zvayo. Vanhu vanofunganya kana kufungisisa vanoda rutsigiro. Kusaita kana chinhu kunogona kuti kufungisisa kunyanye zvinozopa mifungo yekuzviuraya. Kupa rubatsiro kunogona kubatsira kuti vanhu vanzwe zvirinani nekugona kubatira pamwe zvikuru nevamwe munharaunda.