Boost

ZVIREHWAREHWA

Hapana nzira yekudzivirira zvirwere zvisingatapuriranwi

Nhengo dzemuviri.

Chokwadi

Kurarama hupenyu hune hutano kunokubatsira kuti usawane zvirwere zvisingatapuriranwi. Izvi zvinosanganisira kudya zvine hutano, kusanwa doro kana kusvuta.