ZVIREHWAREHWA
Unofanira kuronga kuona nevanhu vanoita zveutano(mukoti kana chiremba) mukupera kwenhumbu kana pamuviri pako.
Chokwadi
Unofanira kuona vanoita nezveutano mushure mekunge waziva kuti wavane pamuviri,izvi zvinobatsira kuti ugone kuongororwa utachiona hwe HIV uye ugowana rubatsiro rwekuti uchengetedze utano hwenyu nehwemwana