Boost

ZVIREHWAREHWA

Utano hwepfungwa hauna kukosha pane hutano hwemuviri.

Mukomana ari kutamba bhora.

Chokwadi

Kuvane hutano hwepfungwa dzakanaka kwakosha zvikuru. Hutano hwepfungwa hwakanaka hunokubatsira kuti unakidzwe nehupenyu uye kuwana zvinhu zvaunoda. Zvinoitawo kuti kutarisira utano hwako hwepanyama kuve nyore.