Boost

ZVIREHWAREHWA

Zviri nyore kuziva kana mudiwa wako ane njovhera.

Murume achifunga nezvebonde nemurume.

Chokwadi

Haukwanise kuziva kana munhu aine njovhera nekumutarisa. Kazhinji njovhera idzi hadzina zviratidzo uye vanhu havazogara vachiziva kana vanazvo. Nzira chete yekuziva ndeye kuongororwa nguva dzose.